Eksodo 31:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 ndikamuzadza nomweya waMwari. Ndamupa kunzwisisa uye njere kuti agone kuita mabasa ose oumhizha anoti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ndikamuzadza noMŋeya waMŋari, noʋucenjeri, nokunzwisisa, nokuziʋa kwose, nokugona marudzi ose amaɓasa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 ndikamuzadza noMweya waMwari, nouchenjeri, nokunzwisisa, nokuziva kwose, nokugona marudzi ose amabasa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 ndikamuzadza nomweya waMwari. Ndamupa kunzwisisa uye njere kuti agone kuita mabasa ose oumhizha anoti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uye ndamuzadza noMweya waMwari, nouchenjeri, nokugona nokuziva mhando dzose dzoumhizha, Viz kapitola |