Eksodo 31:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 kwozoti mafuta okuzodza, norusenzi runonhuhwira rwomunzvimbo inoera, ngazviitwe sokukurayira kwandakuita.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 namafuta okuzodza nawo, neɀinonhuwira ɀemiti inonaka ɀapanɀimbo tȿene; ʋanofanira kuita ɀose seɀandakakuraira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 namafuta okuzodza nawo, nezvinonhuwira zvemiti inonaka zvapanzvimbo tsvene; vanofanira kuita zvose sezvandakakuraira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 kwozoti mafuta okuzodza, norusenzi runonhuhwira rwomunzvimbo inoera, ngazviitwe sokukurayira kwandakuita.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 namafuta okuzodza uye nezvinonhuhwira kwazvo zveNzvimbo Tsvene. “Vanofanira kudzigadzira sezvandakakurayira iwe.” Viz kapitola |