Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 30:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Unofanira kupiwa navaIsiraeri mari yokununura iyoyo uiendese kundoshandiswa mutendhe rokusanganira kuti ive yokundiyeuchidza vaIsiraeri ini Tenzi kuitira kuti igokununurai upenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino unofanira kutora mari yokuyananisira kuʋana ʋaIsraeri, ugoripira ɓasa retente rukusoŋgana; kuti ciʋe ciraŋgaridzo kuʋana ʋaIsraeri pamberi paJehova, kuti mŋeya yenyu iyananisirwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino unofanira kutora mari yokuyananisira kuvana vaIsiraeri, ugoripira basa retende rokusangana; kuti chive chirangaridzo kuvana vaIsiraeri pamberi paJehovha, kuti mweya yenyu iyananisirwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Unofanira kupiwa navaIsiraeri mari yokununura iyoyo uiendese kundoshandiswa mutendhe rokusanganira kuti ive yokundiyeuchidza vaIsiraeri ini Tenzi kuitira kuti igokununurai upenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ugamuchire mari yeyananiso kubva kuvaIsraeri ugoishandisa paushumiri hweTende Rokusangana. Chichava chirangaridzo kuvaIsraeri pamberi paJehovha, muchiyananisira upenyu hwenyu.”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 30:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy