Eksodo 30:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 “Kana mava kuverenga vaIsiraeri, munhu wose ngaabvise mari yokununura upenyu hwake pana Tenzi pamunovaverenga kuti varege kuzowirwa nedenda pamunovaverenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana uciʋereŋga ʋana ʋaIsraeri, kuti uʋone kuwanda kwaʋo, mumŋe nomumŋe unofanira kupa Jehova rudzikinuro rwomŋeya wake, kana uciʋaʋereŋga; kuti ʋarege kuɓatwa nehosha kana uciʋaʋereŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 “Kana uchiverenga vana vaIsiraeri, kuti uwone kuwanda kwavo, mumwe nomumwe anofanira kupa Jehovha rudzikinuro rwomweya wake, kana uchivaverenga; kuti varege kubatwa nehosha kana uchivaverenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Kana mava kuverenga vaIsiraeri, munhu wose ngaabvise mari yokununura upenyu hwake pana Tenzi pamunovaverenga kuti varege kuzowirwa nedenda pamunovaverenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Paunoverenga vaIsraeri kuti uvanyore, mumwe nomumwe anofanira kupa Jehovha rudzikinuro rwoupenyu hwake panguva yaanoverengwa. Ipapo hapana denda richazouya pamusoro pavo paunovaverenga. Viz kapitola |