Eksodo 29:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona44 Ndichaita kuti tendhe rokusanganira neatari zvive zvinhu zvinoera. Ndichaitawo kuti Aroni navanakomana vake vave vanhu vanoera, vandishandire savapristi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Tente rokusoŋgana neartari ndicaɀitsaura; ʋuye Aroni naʋanakomana ʋake ndicaʋatsaura, kuti ʋandishumire paɓasa roʋuprista. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Tende rokusangana neatari ndichazvitsaura; uye Aroni navanakomana vake ndichavatsaura, kuti vandishumire pabasa roupristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Ndichaita kuti tendhe rokusanganira neatari zvive zvinhu zvinoera. Ndichaitawo kuti Aroni navanakomana vake vave vanhu vanoera, vandishandire savapristi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 “Saka ndichatsaura Tende Rokusangana nearitari uye ndichatsaura Aroni navanakomana vake kuti vandishumire savaprista. Viz kapitola |