Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 29:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Vanodya zvokudya izvozvo zvomupiro wokupfupira zvitadzo unopirwa pavanoteketererwa kwandiri vachigadzwa. Mumwe munhuwo zvake haabvumirwi kuzvidya nokuti zvinoera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ʋanofanira kudya iɀoɀo ɀaiyananiswa naɀo, pakugadzwa nokutsaurwa kwaʋo; asi mŋeni ŋgaarege kuɀidya, nokuti ɀitȿene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Vanofanira kudya izvozvo zvaiyananiswa nazvo, pakugadzwa nokutsaurwa kwavo; asi mweni ngaarege kuzvidya, nokuti zvitsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Vanodya zvokudya izvozvo zvomupiro wokupfupira zvitadzo unopirwa pavanoteketererwa kwandiri vachigadzwa. Mumwe munhuwo zvake haabvumirwi kuzvidya nokuti zvinoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Vanofanira kudya zvipiriso izvi zvavakaitirwa yananiso yokugadzwa kwavo uye nokunatswa kwavo nazvo. Asi hakuna mumwe munhu anofanira kuzvidya nokuti zvitsvene.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 29:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy