Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 29:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 wozozvitora mumaoko avo wozvipisira paatari kuwedzera chibayiro chokupisa chiya. Chibayiro ichochi chinonhuhwira zvinofadzeni Tenzi, chinopirweni Tenzi chichiita zvokupiswa nomoto.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino uɀibvise pamaʋoko aʋo, uɀipise paartari pamsoro pecipiriso cinopiswa, kuti ciʋe cipo cinonhuwira pamberi paJehova; cipiriso cakaitirwa Jehova pamŋoto.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino uzvibvise pamaoko avo, uzvipise paatari pamusoro pechipiriso chinopiswa, kuti chive chipo chinonhuwira pamberi paJehovha; chipiriso chakaitirwa Jehovha pamoto.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 wozozvitora mumaoko avo wozvipisira paatari kuwedzera chibayiro chokupisa chiya. Chibayiro ichochi chinonhuhwira zvinofadzeni Tenzi, chinopirweni Tenzi chichiita zvokupiswa nomoto.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Ipapo uzvitore kubva mumaoko avo ugozvipisa paaritari pamwe chete nechipiriso chinopiswa chinonhuhwira zvinofadza kuna Jehovha, chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 29:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy