Eksodo 27:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 “Unofanira kugadzira nhandare yetendhe rinoera. Kurutivi rwokumaodzanyemba rwenhandare iyoyo ngakuve namachira okudzikatirisa erineni akanakisa ose pamwechete aite mamita makumi mana ana mana kureba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Unofanira kuita ʋo ruʋazhe rwetabernakeri; kurutiʋi rwezasi, rwakatarira zasi, ŋgakuʋe nemiceka yakarembedzwa yakaiȿo‐naka, yakarukwa; kureɓa kwayo makubiti anezana kurutiʋi rumŋe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Unofanira kuitawo ruvazhe rwetabhenakeri; kurutivi rwezasi, rwakatarira zasi, ngakuve nemicheka yakarembedzwa yakaisvonaka, yakarukwa; kureba kwayo mukubhiti ane zana kurutivi rumwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Unofanira kugadzira nhandare yetendhe rinoera. Kurutivi rwokumaodzanyemba rwenhandare iyoyo ngakuve namachira okudzikatirisa erineni akanakisa ose pamwechete aite mamita makumi mana ana mana kureba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Uitire tabhenakeri ruvazhe. Rutivi rwezasi runofanira kureba makubhiti zana uye runofanira kuva nezvidzitiro zvakarembedzwa zvomucheka wakarukwa zvakaisvonaka, Viz kapitola |