Eksodo 26:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 “Denga retendhe unorigadzirira machira makuru emvere dzembudzi okuisapo, unoagadzira ari machira okudzikatirisa gumi nerimwechete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Uite macira emvere dzembudzi riʋe tente pamsoro petabernakeri; uiite namacira anegumi nerimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 “Uite machira emvere dzembudzi rive tende pamusoro petabhenakeri; uiite namachira ane gumi nerimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Denga retendhe unorigadzirira machira makuru emvere dzembudzi okuisapo, unoagadzira ari machira okudzikatirisa gumi nerimwechete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Uite zvidzitiro zvamakushe embudzi zvetende riri pamusoro petabhenakeri, zvose zvive gumi nerimwe pamwe chete. Viz kapitola |