Eksodo 26:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 “Unofanira kugadzira jira rokudzikatirisa rokuisa pamusuo wetendhe. Ngarigadzirwe namachira erineni akanakisisa akarukirwa achishongedzwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Unofanira kuitira ʋo mukoʋa wetente cidzitiro ceɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa, riʋe ɓasa romusoni unogona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 “Unofanira kuitirawo mukova wetende chidzitiro chezvakarukwa zvitema, nezvishava nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, rive basa romusoni anogona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 “Unofanira kugadzira jira rokudzikatirisa rokuisa pamusuo wetendhe. Ngarigadzirwe namachira erineni akanakisisa akarukirwa achishongedzwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 “Pamukova wokupinda mutende uite chidzitiro chewuru yebhuruu, pepuru netsvuku uye nomucheka wakarukwa zvakaisvonaka, basa romusoni anogona. Viz kapitola |