Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 26:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Saka kuseri kwetendhe kuchava namapango masere ane zvigadzikiro zvawo zvesirivha gumi nezvitanhatu akati, bango iri nezvigadzikiro zvaro zviviri, iriwo nezvigadzikiro zvaro zviviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Aʋe mapuraŋga masere aneɀigadziko ɀawo ɀesirveri, ɀiʋe ɀigadziko ɀinegumi neɀitanhatu; ɀigadziko ɀiʋiri ɀiʋe pasi pepuraŋga rimŋe, neɀigadziko ɀiʋiri pasi perimŋe puraŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Ave mapuranga masere ane zvigadziko zvawo zvesirivha, zvive zvigadziko zvine gumi nezvitanhatu; zvigadziko zviviri zvive pasi pepuranga rimwe nezvigadziko zviri pasi perimwe puranga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Saka kuseri kwetendhe kuchava namapango masere ane zvigadzikiro zvawo zvesirivha gumi nezvitanhatu akati, bango iri nezvigadzikiro zvaro zviviri, iriwo nezvigadzikiro zvaro zviviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Saka pachava namapuranga masere uye zvigadziko zvesirivha gumi nezvitanhatu, zviviri pasi pepuranga rimwe nerimwe.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 26:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy