Eksodo 26:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 “Unofanira kuveza mapango omuunga okumisa chengo chetendhe rinoera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Uitire ʋo tabernakeri mapuraŋga anomiswa omuakasia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Uitirewo tabhenakeri mapuranga anomiswa omuakasia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Unofanira kuveza mapango omuunga okumisa chengo chetendhe rinoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Uitire tabhenakeri mapuranga akati twi amatanda omuunga. Viz kapitola |