Eksodo 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Baba vakati kuvana vavo, “Ko zvino munhu wacho ari kupi? Mamusiyireiko? Endai mumudaidze awane chokudya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati kuʋakunda ʋake: Ɀino uripiko? Munhu uyu mamusiyirei? Muɗanei, adye ɀokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Akati kuvakunda vake, “Zvino aripiko? Munhu uyu mamusiyirei? Mudanei, adye zvokudya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Baba vakati kuvana vavo, “Ko zvino munhu wacho ari kupi? Mamusiyireiko? Endai mumudaidze awane chokudya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akabvunza vanasikana vake akati, “Aripiko? Mamusiyirei? Mudanei, auye azodya.” Viz kapitola |