Eksodo 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Mwana akakura, vakaenda naye kumukunda waFarao, akabva amuita mwana wake. Akamutumidza zita rokuti Mosesi nokuti aiti, “Mwana uyu ndakamunyurura mumvura.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mŋana akakura, akandomuisa kumukunda waFarao, akaʋa mŋanakomana wake, akamutumidza zita rinonzi Mosesi, akati: Nokuti ndamunyukura mumvura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Mwana akakura, akandomuisa kumukunda waFarao, akava mwanakomana wake, akamutumidza zita rinonzi Mosesi, akati, “Nokuti ndamunyukura mumvura.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwana akakura, vakaenda naye kumukunda waFarao, akabva amuita mwana wake. Akamutumidza zita rokuti Mosesi nokuti aiti, “Mwana uyu ndakamunyurura mumvura.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mwana akati akura, akamutora akaenda naye kumwanasikana waFaro akava mwanakomana wake. Akamutumidza zita rokuti Mozisi, achiti, “Ndakamutora mumvura.” Viz kapitola |