Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 16:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Inga ini Tenzi ndakakupai zuva rokuzorora saka ndichikupaiwo zvokudya zvinokwanirana namazuva maviri pazuva rechitanhatu. Musi wechinomwe, munhu wose ngaarege kubva paanenge ari.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Tarirai, Jehova ɀaakakupai saɓata, naiɀoɀo unokupai ɀokudya ɀamazuʋa maʋiri nezuʋa retanhatu; mumŋe nomumŋe wenyu ngaagare kwaagere, kurege kuʋa’po nomunhu unoɓuɗa kwaagere nezuʋa recinomŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Tarirai, Jehovha zvaakakupai Sabata, naizvozvo anokupai zvokudya zvamazuva maviri nezuva retanhatu; mumwe nomumwe wenyu ngaagare kwaagere, kurega kuvapo nomunhu anobuda kwaagere nezuva rechinomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Inga ini Tenzi ndakakupai zuva rokuzorora saka ndichikupaiwo zvokudya zvinokwanirana namazuva maviri pazuva rechitanhatu. Musi wechinomwe, munhu wose ngaarege kubva paanenge ari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Rangarirai kuti Jehovha akakupai Sabata; ndokusaka pazuva rechitanhatu achikupai chingwa chamazuva maviri. Munhu mumwe nomumwe anofanira kuramba agere paari ipapo pazuva rechinomwe; hakuna anobuda kunze.”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 16:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy