Eksodo 15:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 mvura zhinji ikavanyudza vakanyura pasi pasi kuti vido sebwe! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mʋura yakadzika yakaʋafukidza; Ʋakanyura makadzika sebge. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Mvura yakadzika yakavafukidza; vakanyura makadzika sebwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 mvura zhinji ikavanyudza vakanyura pasi pasi kuti vido sebwe! Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mvura yakadzika yakavafukidza; vakanyura kwakadzika sedombo. Viz kapitola |