Eksodo 15:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Ipapo vaIsiraeri vakapopotera Mosesi vachiti, “Zvino tonwei?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino ʋanhu ʋakapopotera Mosesi, ʋakati: Ticanweiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino vanhu vakapopotera Mosesi, vakati, “Tichanweiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ipapo vaIsiraeri vakapopotera Mosesi vachiti, “Zvino tonwei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Saka vanhu vakapopotera Mozisi vachiti, “Tonweiko?” Viz kapitola |