Eksodo 15:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Miriamu akashaura vachiti; “Imbirai Tenzi nokuti akurira, akurira zvino mukurumbira, ngoro dzehondo navachairi vacho azviti mugunwa bvuva bvuva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Miriami akaʋapindura, akati: Imbirai Jehova, nokuti wakasimuka nesimba rake; Wakakandira biza nomutaȿi waro muguŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Miriami akavapindura akati, “Imbirai Jehovha, nokuti akasimuka nesimba rake; akakandira bhiza nomutasvi waro mugungwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Miriamu akashaura vachiti; “Imbirai Tenzi nokuti akurira, akurira zvino mukurumbira, ngoro dzehondo navachairi vacho azviti mugunwa bvuva bvuva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Miriamu akavaimbira akati: “Imbirai Jehovha, nokuti anokudzwa zvikuru kuru. Bhiza nomutasvi waro akazvikanda mugungwa.” Viz kapitola |