Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 13:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Izvozvi zvichaita sechiyeuchidzo chiripamaoko enyu kana kuti pahuma dzenyu chokuti Tenzi akatiburitsa muIjipiti nesimba rake guru.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ici cicaʋa ciratidzo paruʋoko rwako, norundanyara pameso ako; nokuti Jehova wakatiɓuɗisa paEgipita noruʋoko runesimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ichi chichava chiratidzo paruoko rwako, norundanyara pameso pako; nokuti Jehovha akatibudisa paIjipiti noruoko rune simba.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Izvozvi zvichaita sechiyeuchidzo chiripamaoko enyu kana kuti pahuma dzenyu chokuti Tenzi akatiburitsa muIjipiti nesimba rake guru.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Uye chichava chiratidzo paruoko rwako nerundanyara pahuma yako kuti Jehovha akatibudisa kubva muIjipiti noruoko rune simba.”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 13:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy