Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 13:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Kana mwanakomana wako akazokubvunza mune ramangwana achiti, ‘Ko izvi zvinoreveiko?’ Iwe iti, ‘Tenzi akatiburitsa nesimba rake guru muIjipiti mataitambura tiri muuranda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino kana mŋanakomana wako acizokubvunza paŋguʋa inoʋuya, akati: Cinyiko ici? Uti kwaari: Jehova wakatiɓuɗisa noruʋoko runesimba paEgipita paimba yoʋuranda;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino kana mwanakomana wako achizokubvunza panguva inouya, akati, ‘Chinyiko ichi?’ Uti kwaari, ‘Jehovha akatibudisa noruoko rune simba paIjipiti paimba youranda;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Kana mwanakomana wako akazokubvunza mune ramangwana achiti, ‘Ko izvi zvinoreveiko?’ Iwe iti, ‘Tenzi akatiburitsa nesimba rake guru muIjipiti mataitambura tiri muuranda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “Mumazuva anouya, paunenge uchibvunzwa nomwanakomana wako kuti, ‘Zvinoreveiko izvi?’ uti kwaari, ‘Noruoko rune simba Jehovha akatibudisa muIjipiti, munyika youtapwa.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 13:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy