Eksodo 12:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona42 Usiku ihwohwo, Tenzi akarindira kuitira kuti anunure vaIsiraeri. Naizvozvo usiku ihwohwu vaIsiraeri vanofanira kugaririrawo vachipembererera Tenzi pazvizvarwa nezvizvarwa zvavo zvose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ʋusiku ubgo ʋunofanira kuraŋgarirwa Jehova, nokuti wakaʋaɓuɗisa panyika yeEgipita nabgo. Ndibgo ʋusiku bgaJehova, ʋunofanira kuraŋgarirwa kwaɀo naʋana ʋaIsraeri ʋose namarudzi aʋo ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Usiku ihwohwo unofanira kurangarirwa Jehovha, nokuti akavabudisa panyika yeIjipiti nahwo. Ndihwo usiku hwaJehovha, unofanira kurangarirwa kwazvo navana vaIsiraeri vose namarudzi avo ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Usiku ihwohwo, Tenzi akarindira kuitira kuti anunure vaIsiraeri. Naizvozvo usiku ihwohwu vaIsiraeri vanofanira kugaririrawo vachipembererera Tenzi pazvizvarwa nezvizvarwa zvavo zvose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Usiku uhwo hunofanira kurangarirwa Jehovha, nokuti akavabudisa muIjipiti nahwo. Ndihwo usiku hwaJehovha, hunofanira kurangarirwa kwazvo navana vaIsraeri vose namarudzi avo ose. Viz kapitola |