Eksodo 12:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Mosesi akakokorodza vakuru vakuru vavaIsiraeri akati, “Endai mutorere mhuri dzenyu hwayana kana mbudzana mubayire Pasika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino Mosesi akaɗana ʋakuru ʋose ʋaʋaIsraeri, akati kwaʋari: Endai mundotora makwaiana anoriŋgana mhuri dzenyu, muɓaye paseka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino Mosesi akadana vakuru vose vavaIsiraeri, akati kwavari, “Endai mundotora makwayana anoringana mhuri dzenyu, mubaye Pasika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mosesi akakokorodza vakuru vakuru vavaIsiraeri akati, “Endai mutorere mhuri dzenyu hwayana kana mbudzana mubayire Pasika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo Mozisi akadana vakuru vose veIsraeri akati kwavari, “Endai izvozvi mundosarudza zvipfuwo zvemhuri dzenyu mugouraya gwayana rePasika. Viz kapitola |