Eksodo 12:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Musambodya zvenyu chingwa chine mbiriso. Mose mamunenge mugere munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Regai kudya cinhu cakaʋiriswa; padzimba dzenyu dzose mudye ɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Regai kudya chinhu chakaviriswa; padzimba dzenyu dzose mudye zvingwa zvisina kuviriswa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Musambodya zvenyu chingwa chine mbiriso. Mose mamunenge mugere munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Musadya chinhu chakabikwa nembiriso. Pose pamunogara, munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.” Viz kapitola |