Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 11:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Tenzi ndokuitawo kuti vaIjipiti vaitire vaIsiraeri mwoyochena. Zvakarewo Mosesi aiva munhu anoremekedzwa kwazvo munyika yeIjipiti airemekedzwa namachinda aFarao navanhu vake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino Jehova akapa ʋanhu nyasha pamberi paʋaEgipita. Naiye munhu uyu Mosesi, wakaŋga ari mukuru kwaɀo munyika yeEgipita, pamberi paʋaranda ʋaFarao, napamberi paʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino Jehovha akapa vanhu nyasha pamberi pavaIjipiti. Naiye munhu uyu Mosesi, akanga ari mukuru kwazvo munyika yeIjipiti, pamberi pavaranda vaFarao, napamberi pavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Tenzi ndokuitawo kuti vaIjipiti vaitire vaIsiraeri mwoyochena. Zvakarewo Mosesi aiva munhu anoremekedzwa kwazvo munyika yeIjipiti airemekedzwa namachinda aFarao navanhu vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Jehovha akaita kuti vanhu vawanirwe nyasha navaIjipita, uye Mozisi pachake akanga achikudzwa zvikuru muIjipiti namachinda aFaro uye navanhu.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 11:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy