Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 10:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Farao akati, “Iwe Mosesi chibva pandiri! Zvingwarire! Handidi kuzokuonazve mumaziso mangu! Zuva randinongokuona pano mumaziso mangu chako kufa!”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ɀino Farao akati kwaari: Ibva pamberi paŋgu, cenjera kuti urege kuʋona ɀe ciso caŋgu, nokuti nomusi waunoʋona ciso caŋgu ucafa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Zvino Farao akati kwaari, “Ibva pamberi pangu, chenjera kuti urege kuonazve chiso changu, nokuti nomusi waunoona chiso changu uchafa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Farao akati, “Iwe Mosesi chibva pandiri! Zvingwarire! Handidi kuzokuonazve mumaziso mangu! Zuva randinongokuona pano mumaziso mangu chako kufa!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Faro akati kuna Mozisi, “Ibvai pano! Chenjerai kuti murege kuzoonekwazve pamberi pangu! Musi wamuchaona chiso changu muchafa.”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 10:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy