Eksodo 10:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Mosesi akati, “Zvinoreva here kuti imi ndimi muchatipa zvipfuwo zvokundobaya tichipisira kuna Tenzi, Mwari wedu? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Mosesi akati: Munofanira kutipa ʋo mumaʋoko eɗu ɀokuɓayira neɀipiriso ɀokupisa ɀatiŋgandoɓayira Jehova Mŋari weɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Mosesi akati, “Munofanira kutipawo mumaoko edu zvokubayira nezvipiriso zvokupisa zvatingandobayira Jehovha Mwari wedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mosesi akati, “Zvinoreva here kuti imi ndimi muchatipa zvipfuwo zvokundobaya tichipisira kuna Tenzi, Mwari wedu? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Asi Mozisi akati, “Munofanira kutitendera kuti tive nezvibayiro uye nezvipiriso zvinopiswa kuti tipe kuna Jehovha Mwari wedu. Viz kapitola |