Eksodo 10:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo vaIjipiti vakanga vasisaonani. Hakuna munhu akaedza kubuda mumba make pamazuva iwayo ose. Asi kwaiva navaIsiraeri kwakanga kuine chiedza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 haʋana‐kuʋonana, ʋuye hapanomumŋe wakasimuka paakaŋga agere mazuʋa matatu; asi ʋana ʋaIsraeri ʋose ʋakaŋga ʋaneciedza kwaʋaigara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 havana kuonana, uye hapana mumwe akasimuka paakanga agere namazuva matatu; asi vana vaIsiraeri vose vakanga vane chiedza kwavaigara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo vaIjipiti vakanga vasisaonani. Hakuna munhu akaedza kubuda mumba make pamazuva iwayo ose. Asi kwaiva navaIsiraeri kwakanga kuine chiedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Hapana aigona kuona mumwe munhu papi zvapo kana kubva panzvimbo yake kwamazuva matatu. Asi vaIsraeri vainge vane chiedza munzvimbo dzavaigara. Viz kapitola |