Eksodo 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Mosesi akabva pana Farao akandoteterera Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Akaɓuɗa pamberi paFarao, akandokumbira kunaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Akabuda pamberi paFarao, akandokumbira kuna Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mosesi akabva pana Farao akandoteterera Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo Mozisi akabva pana Faro akanyengetera kuna Jehovha. Viz kapitola |