Eksodo 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino madzimbuya ɀaakaŋga acitya Mŋari, iye akaʋapa mhuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino madzimbuya zvaakanga achitya Mwari, iye akavapa mhuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Uye nokuda kwokuti vananyamukuta vaitya Mwari, iye akavapa mhuri dzavo pachavo. Viz kapitola |