Danieri 9:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Pandainamata ndichitaura kudaro ndichireurura kutadza kwangu nokutadza kwavanhu vokwangu, vaIsiraeri ndichisvitsa kuteterera kwangu pana Tenzi, Mwari wangu ndichinamatira chikomo chinoera chaMwari wangu Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino ndakati ndicataura nokunyeŋgetera nokuɀireʋurura ɀiʋi ɀaŋgu neɀiʋi ɀaʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri, nokuisa kukumbira kwaŋgu pamberi paJehova Mŋari waŋgu pamsoro pegomo dɀene raMŋari waŋgu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Zvino ndakati ndichitaura nokunyengetera nokuzvireurura zvivi zvangu nezvivi zvavanhu vangu vaIsiraeri, nokuisa kukumbira kwangu pamberi paJehovha Mwari wangu pamusoro pegomo dzvene raMwari wangu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pandainamata ndichitaura kudaro ndichireurura kutadza kwangu nokutadza kwavanhu vokwangu, vaIsiraeri ndichisvitsa kuteterera kwangu pana Tenzi, Mwari wangu ndichinamatira chikomo chinoera chaMwari wangu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Pandakanga ndichitaura uye ndichinyengetera, ndichireurura chivi changu nechivi chavanhu vangu vaIsraeri ndichiisa chikumbiro changu kuna Jehovha Mwari wangu nokuda kwechikomo chake chitsvene, Viz kapitolaShona BIBLE20 “Zvino ndakati ndichitaura nokunyengetera nokuzvireurura zvivi zvangu nezvivi zvavanhu vangu VaIsiraeri, nokuisa kukumbira kwangu pamberi paJehovha Mwari wangu pamusoro pegomo dzvene raMwari wangu; Viz kapitola |