Online Bible

- Reklamy -

Danieri 8:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Gotora iri rakabva razvitutumadza zvikuru kwazvo asi parakanga zvino rasimba, zinyanga guru riya rakatyoka. Panzvimbo paro pakabuda nyanga ina dzainyatsoonekwa dzakanga dzakananga mumhepo kumativi mana edenga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nhoŋgo ikaɀikudza ɀikuru kwaɀo; ɀino yakati yasimba, runyaŋga rukuru ndokuvunika, nyaŋga huru inna dzikaɓuɗa panɀimbo yarwo, dzakatarira kumhepo inna dzokuɗeŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Nhongo ikazvikudza zvikuru kwazvo; zvino yakati yasimba, runyanga rukuru ndokuvhunika, nyanga huru ina dzikabuda panzvimbo yarwo, dzakatarira kumhepo ina dzokudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Gotora iri rakabva razvitutumadza zvikuru kwazvo asi parakanga zvino rasimba, zinyanga guru riya rakatyoka. Panzvimbo paro pakabuda nyanga ina dzainyatsoonekwa dzakanga dzakananga mumhepo kumativi mana edenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Nhongo yakava huru kwazvo, asi yakati yasimba kwazvo, runyanga rwayo rukuru rwakavhunika, uye panzvimbo yarwo pakamera dzimwe nyanga ina dzakasimba dzakananga kumhepo ina dzokudenga.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

8 “Nhongo ikazvikudza zvikuru kwazvo; zvino yakati yasimba, runyanga rukuru ndokuvhunika, nyanga huru ina dzikabuda panzvimbo yarwo, dzakatarira kumhepo ina dzokudenga.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 8:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy