Online Bible

- Reklamy -

Danieri 8:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Nyanga yatyoka iya, ina panzvimbo pakamuka nyanga dzimwe ina, ndihwo umambo huna huchamuka muvanhu vake asi zvisingabve musimba rake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Kana ruri runyaŋga rwakavunika, dzimŋe inna dzikaɓuɗa panɀimbo yarwo, ʋushe ʋunna ʋucaɓuɗa parudzi urwo, asi haʋuŋgaʋi nesimba rarwo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Kana ruri runyanga rwakavhunika, dzimwe ina dzakabuda panzvimbo yarwo, ushe huna huchabuda parudzi urwo, asi haungavi nesimba rarwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Nyanga yatyoka iya, ina panzvimbo pakamuka nyanga dzimwe ina, ndihwo umambo huna huchamuka muvanhu vake asi zvisingabve musimba rake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Nyanga ina dzakatsiva ruya rwakavhunika dzinomirira ushe una huchabuda murudzi rwake asi hahuzovi nesimba rakaenzana.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

22 Kana ruri runyanga rwakavhunika, dzimwe ina dzakabuda panzvimbo yarwo, ushe huna huchabuda parudzi urwo, asi haungavi nesimba rarwo.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 8:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy