Danieri 8:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Ini Dhanieri pandakaona chiratidzo ichochi ndakatvsaka kuti ndichinzwisise ndiye vhu kumira mberi kwangu mumwe aiva nechimiro chinenge chomunhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ini, iyeni Danieri, ndakati ndaʋona ɀandaratidzwa, ndikatȿaka kuɀinzwisisa, ndikaʋona mumŋe wakaŋga akaita somunhu amire pamberi paŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Zvino ini, iyeni Dhanieri, ndakati ndaona zvandaratidzwa, ndikatsvaka kuzvinzwisisa, ndikaona mumwe akanga akaita somunhu amire pamberi pangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ini Dhanieri pandakaona chiratidzo ichochi ndakatvsaka kuti ndichinzwisise ndiye vhu kumira mberi kwangu mumwe aiva nechimiro chinenge chomunhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ini, Dhanieri, pandakanga ndichakatarira chiratidzo ndichiedza kuchinzwisisa, ndakaona hapo pamberi pangu mumwe akanga achiratidzika somunhu. Viz kapitolaShona BIBLE15 “Zvino ini, iyeni Dhanieri, ndakati ndaona zvandaratidzwa, ndikatsvaka kuzvinzwisisa, ndikaona mumwe akanga akaita somunhu amire pamberi pangu. Viz kapitola |