Danieri 7:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndokubva mugungwa imomo madzumbunuka zvikara zvina zvakakura chaizvo zvakasiyana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mhuka huru inna dzikakwira dziciɓuɗa muguŋgwa, dzisina‐kufanana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndokubva mugungwa imomo madzumbunuka zvikara zvina zvakakura chaizvo zvakasiyana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mhuka huru ina, dzisina kufanana dzakabuda kubva mugungwa. Viz kapitolaShona BIBLE3 Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana. Viz kapitola |