Danieri 7:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 ‘Zvikara zvina zvikuru izvozvi, madzimambo mana achamuka panyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mhuka idzi huru, idzo inna, ndiwo madzimambo manna acamuka panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mhuka idzi huru, idzo ina, ndiwo madzimambo mana achamuka panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 ‘Zvikara zvina zvikuru izvozvi, madzimambo mana achamuka panyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 ‘Mhuka huru ina ndidzo umambo huna huchamuka panyika. Viz kapitolaShona BIBLE17 Mhuka idzi huru, idzo ina, ndiwo madzimambo mana achamuka panyika. Viz kapitola |