Online Bible

- Reklamy -

Danieri 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Varume vaya vakawirirana ndiye unga unga kwaari wanei Dhanieri achinamata achinyengetera kuna Mwari wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ipapo ʋarume aʋo ʋakaʋuŋgana ʋari ʋazhinji, ʋakawana Danieri acikumbira nokunyeŋgetera pamberi paMŋari wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ipapo varume avo vakaungana vari vazhinji, vakawana Dhanieri achikumbira nokunyengetera Mwari wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Varume vaya vakawirirana ndiye unga unga kwaari wanei Dhanieri achinamata achinyengetera kuna Mwari wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Ipapo varume ava vakaenda vose pamwe chete vakawana Dhanieri achinyengetera, achikumbira kubatsirwa naMwari.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

11 Ipapo varume avo vakaungana vari vazhinji, vakawana Dhanieri achikumbira nokunyengetera Mwari wake.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 6:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy