Online Bible

- Reklamy -

Danieri 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vangwaru vose zvavo vokwamambo vakapindamo asi havana kukwanisa kuverenga zvakanga zvakanyorwa zvacho kana kuzivisa mambo zvazvaireva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ipapo ʋakacenjera ʋose ʋamambo ʋakapinda, asi ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kuraʋa ɀakanyorwa, kana kuziʋisa mambo kuɗudzirwa kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ipapo vakachenjera vose vamambo vakapinda, asi vakanga vasingagoni kurava zvakanyorwa, kana kuzivisa mambo kududzirwa kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vangwaru vose zvavo vokwamambo vakapindamo asi havana kukwanisa kuverenga zvakanga zvakanyorwa zvacho kana kuzivisa mambo zvazvaireva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ipapo vakachenjera vose vamambo vakapinda, asi havana kugona kuverenga runyoro kana kutaurira mambo zvarwaireva.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

8 Ipapo vakachenjera vose vamambo vakapinda, asi vakanga vasingagoni kurava zvakanyorwa, kana kuzivisa mambo kududzirwa kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 5:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy