Online Bible

- Reklamy -

Danieri 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ipapo madzishe navatungamiriri vaya namasadunhu namakurukota uyewo namadzisahomwe namagweta navatongi vedzimhosva pamwechete navakuru vakuru vose zvavo venyika idzodzo vakaunganidzana kuzoteketerera chifananidzo chacho chakanga chamiswa namambo Nebhukadhineza kuna vamwari. Vakaungana pamberi pechifananidzo ichocho chakanga chakagadzirwa chikamiswa naNebhukadhineza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ipapo macinda naʋarairi namadzishe naʋatoŋgi naʋaceŋgeti ʋefuma namakurukota naʋaziʋi ʋemirairo naʋaɓati ʋose ʋamatiʋi enyika ʋakaʋuŋganira kumutambo wokugadzwa kwecifananidzo cakaŋga camiswa naNebukadnezari; ʋakamira pamberi pecifananidzo cakaŋga camiswa naNebukadnezari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ipapo machinda navarayiri namadzishe navatongi navachengeti vepfuma namakurukota navazivi vemirayiro navabati vose vamativi enyika vakaungana kumutambo wokugadzwa kwechifananidzo chakanga chamiswa naNebhukadhinezari; vakamira pamberi pechifananidzo chakanga chamiswa naNebhukadhinezari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ipapo madzishe navatungamiriri vaya namasadunhu namakurukota uyewo namadzisahomwe namagweta navatongi vedzimhosva pamwechete navakuru vakuru vose zvavo venyika idzodzo vakaunganidzana kuzoteketerera chifananidzo chacho chakanga chamiswa namambo Nebhukadhineza kuna vamwari. Vakaungana pamberi pechifananidzo ichocho chakanga chakagadzirwa chikamiswa naNebhukadhineza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Saka machinda, varayiri, madzishe, vapi vamazano, vachengeti vepfuma, vatongi, navatongi vedzimhosva navamwe vabati vose vamatunhu vakaungana kuti vakumikidze chifananidzo chakanga chamiswa naMambo Nebhukadhinezari, vakamira pamberi pacho.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

3 Ipapo machinda navarayiri namadzishe navatongi navachengeti vepfuma namakurukota navazivi vemirairo navabati vose vamativi enyika vakaungana kumutambo wokugadzwa kwechifananidzo chakanga chamiswa naNebhukadhineza; vakamira pamberi pechifananidzo chakanga chamiswa naNebhukadhineza.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 3:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy