Danieri 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 muchiti kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, anofanira kukandwa muvira remoto unopisa kwazvo? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 asi aninani usiŋgawiri pasi acinamata, ucawisirwa mukati mecoto comŋoto unopfuta kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 asi ani naani asingawiri pasi achinamata, achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 muchiti kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, anofanira kukandwa muvira remoto unopisa kwazvo? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 uye kuti ani naani asingawiri pasi akanamata achakandwa muvira romoto. Viz kapitolaShona BIBLE11 asi ani naani asingawiri pasi achinamata, achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo. Viz kapitola |