Danieri 2:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Imimi mambo, mambo wamadzimambo, iyemi nyakupiwa naMwari Wedenga dzinyika dzoumambo hwenyu kudai nesimba noukuru nembiri, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Imi mambo muri mambo wamadzimambo, makapiwa naMŋari wokuɗeŋga ʋushe noʋumambo nesimba nokubginya; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Imi mambo muri mambo wamadzimambo, makapiwa naMwari wokudenga ushe noumambo nesimba nokubwinya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Imimi mambo, mambo wamadzimambo, iyemi nyakupiwa naMwari Wedenga dzinyika dzoumambo hwenyu kudai nesimba noukuru nembiri, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Imi mambo, muri mambo wamadzimambo. Mwari wokudenga akakupai ushe nesimba noukuru nokubwinya, Viz kapitolaShona BIBLE37 Imi mambo muri mambo wamadzimambo, makapiwa naMwari wokudenga ushe noumambo nesimba nokubwinya; Viz kapitola |