Online Bible

- Reklamy -

Danieri 12:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Iye akati, “Chienda zvako Dhanieri nokuti mazwi acho mashoko akavigwa akanamirirwa kusvikira panguva yokuguma.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Iye akati: Cienda hako, iwe Danieri; nokuti mashoko awa akaʋanzwa nokunamirwa necisimbiso kuȿikira paŋguʋa yokupedzisira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Iye akati, ‘Chienda hako, iwe Dhanieri; nokuti mashoko awa akavanzwa nokunamirwa nechisimbiso kusvikira panguva yokupedzisira.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Iye akati, “Chienda zvako Dhanieri nokuti mazwi acho mashoko akavigwa akanamirirwa kusvikira panguva yokuguma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Akapindura akati, “Chienda hako, Dhanieri, nokuti mashoko aya akavharwa nokunamwa kusvikira panguva yokupedzisira.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

9 “Iye akati, ‘Chienda hako, iwe Dhanieri; nokuti mashoko awa akavanzwa nokunamirwa nechisimbiso kusvikira panguva yokupedzisira.’

Viz kapitola kopírovat

Danieri 12:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy