Danieri 12:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndakati kumunhu akanga akapfeka rineni uya aiva kumusoro kwemvura yomurukova irwowo, “Kuchapera nguva yakadii yokuzosvika kumagumo kwezvishamiso izvozvi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mumŋe akati kumurume wakaŋga akapfeka muceka, wakaŋga ari pamsoro pemvura yorwizi: Iŋguʋa yakaɗini kuȿikira pakuguma kweɀishamiso iɀi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Mumwe akati kumurume akanga akapfeka hanzu dzerineni, akanga ari pamusoro pemvura yorwizi, ‘Inguva yakadini kusvikira pakuguma kwezvishamiso izvi?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndakati kumunhu akanga akapfeka rineni uya aiva kumusoro kwemvura yomurukova irwowo, “Kuchapera nguva yakadii yokuzosvika kumagumo kwezvishamiso izvozvi?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Mumwe wavo akati kumurume akanga akapfeka nguo yakaisvonaka, akanga ari pamusoro pemvura zhinji yorwizi, “Kusvikira riniko zvinhu zvinoshamisa izvi zvisati zvazadziswa?” Viz kapitolaShona BIBLE6 Mumwe akati kumurume akanga akapfeka hanzu dzerineni, akanga ari pamusoro pemvura yorwizi, ‘Inguva yakadini kusvikira pakuguma kwezvishamiso izvi?’ Viz kapitola |