Danieri 11:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 “Nenguva yakatemwa, achadzoka agosvikopinda kumaodzanyemba, asi rwendo runo hazvizoita sezvazvakamboita kare kaya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Neŋguʋa yakatarwa ucadzoka, ndokuȿika kunyika yezasi; asi neŋguʋa yokupedzisira haɀiŋgaiti sapakutaŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 “Nenguva yakatarwa achadzoka, ndokusvika kunyika yezasi; asi nenguva yokupedzisira hazvingaiti sapakutanga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Nenguva yakatemwa, achadzoka agosvikopinda kumaodzanyemba, asi rwendo runo hazvizoita sezvazvakamboita kare kaya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “Panguva yakatarwa acharwisa yeZasi zvakare, asi panguva ino zvichaitika zvichasiyana napakutanga. Viz kapitolaShona BIBLE29 “Nenguva yakatarwa achadzoka, ndokusvika kunyika yezasi; asi nenguva yokupedzisira hazvingaiti sapakutanga. Viz kapitola |