Online Bible

- Reklamy -




Danieri 11:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Ipapo iye achadzokera kunyika yake akagukuchira chaizvo zvinhu, asi mwoyo wake unenge uri pakurwisa chitenderano chinoera ichi. Ipapo achaita zvaanoda obva azodzokera kunyika yake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ipapo ucadzokera kunyika yake nenhumbi zhinji; mŋoyo wake ucaʋeŋga suŋgano, ucaita seɀaanoɗa, ndokudzokera kunyika yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Ipapo achadzokera kunyika yake nenhumbi zhinji; mwoyo wake uchavenga sungano, achaita sezvaanoda, ndokudzokera kunyika yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Ipapo iye achadzokera kunyika yake akagukuchira chaizvo zvinhu, asi mwoyo wake unenge uri pakurwisa chitenderano chinoera ichi. Ipapo achaita zvaanoda obva azodzokera kunyika yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Mambo woKumusoro achadzokera kunyika yokwake nepfuma zhinji, asi mwoyo wake uchavenga sungano tsvene. Achairwisa agodzokera kunyika yokwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

28 Ipapo achadzokera kunyika yake nenhumbi zhinji; mwoyo wake uchavenga sungano, achaita sezvaanoda, ndokudzokera kunyika yake.

Viz kapitola kopírovat




Danieri 11:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy