Online Bible

- Reklamy -

Danieri 11:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Achakoka simba agoita chivindi chokundorwisa mambo wokumaodzanyemba nehondo huru yavarwi. Mambowo wokumaodzanyemba acharwisawo aine hondo huru huru kwazvo ine simba asi haambopamira nokuti acharukirwa mazano.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ipapo ucamutsira mambo wezasi simba rake nomŋoyo wake, anehondo huru; mambo wezasi ucarwa anehondo huru kwaɀo inesimba; asi haaŋgamiri, nokuti ʋacamutandira mano.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 “Ipapo achamutsira mambo wezasi simba rake nomwoyo wake, ane hondo huru kwazvo ine simba; asi haangamiri, nokuti vachamutandira mano.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Achakoka simba agoita chivindi chokundorwisa mambo wokumaodzanyemba nehondo huru yavarwi. Mambowo wokumaodzanyemba acharwisawo aine hondo huru huru kwazvo ine simba asi haambopamira nokuti acharukirwa mazano.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 “Nehondo huru achamutsa simba rake nokushinga kwake kuti arwise mambo weZasi. Mambo weZasi acharwa naye nehondo huru kwazvo uye hondo ine simba kwazvo, asi haazogoni kumira nokuda kwamano aakarongerwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

25 “Ipapo achamutsira mambo wezasi simba rake nomwoyo wake, ane hondo huru kwazvo ine simba; asi haangamiri, nokuti vachamutandira mano.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 11:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy