Online Bible

- Reklamy -

Danieri 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 “Panzvimbo pake pachamuka mumwe achatuma wokuteresa mutero achiitira mbiri youmambo. Asi mushure memazuva mashomanana achaparara pasina zvehasha kana hondo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino panɀimbo yake kucamuka mumŋe ucatuma muteresi kupfuʋura napakaiȿo‐naka paʋushe bgake, asi kana mazuʋa mashoma apera ucaparadzwa, ɀisiŋgaitwi nokutsamŋa kana nokurwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 “Zvino panzvimbo yake kuchamuka mumwe achatuma muteresi kupfuura napakaisvonaka paushe hwake, asi kana mazuva mashoma apera uchaparadzwa, zvisingaitwi nokutsamwa kana nokurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 “Panzvimbo pake pachamuka mumwe achatuma wokuteresa mutero achiitira mbiri youmambo. Asi mushure memazuva mashomanana achaparara pasina zvehasha kana hondo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 “Anomutevera achatumira muteresi kuti achengetedze mbiri youmambo. Zvisinei hazvo, shure kwamakore mashoma, iye achaparadzwa, zvisingaitwi mukutsamwa kana muhondo.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

20 “Zvino panzvimbo yake kuchamuka mumwe achatuma muteresi kupfuura napakaisvonaka paushe hwake, asi kana mazuva mashoma apera uchaparadzwa, zvisingaitwi nokutsamwa kana nokurwa.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 11:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy