Danieri 11:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Munguva idzodzo, vazhinji vachamukira mambo wokumaodzanyemba, uye vanhu voutsinye pakati pavanhu vokwako vachamukawo kuti vazadzise chiratidzo ichochi asi vachakundika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Neŋguʋa idzo ʋazhinji ʋacamukira mambo wezasi; ʋuye ʋana ʋaʋanopeŋga pakati paʋanhu ʋako ʋacaɀikudza, kuti ʋasimbise ɀawakaratidzwa; asi ʋacaparadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Nenguva idzo vazhinji vachamukira mambo wezasi; uye vana vavanopenga pakati pavanhu vako vachazvikudza, kuti vasimbise zvawakaratidzwa; asi vachaparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Munguva idzodzo, vazhinji vachamukira mambo wokumaodzanyemba, uye vanhu voutsinye pakati pavanhu vokwako vachamukawo kuti vazadzise chiratidzo ichochi asi vachakundika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Munguva idzodzo vazhinji vachamukira mambo weZasi. Varume vechisimba pakati pavanhu vokwako vachakumukira kuti chiratidzo chizadziswe, asi havangakundi. Viz kapitolaShona BIBLE14 Nenguva idzo vazhinji vachamukira mambo wezasi; uye vana vavanopenga pakati pavanhu vako vachazvikudza, kuti vasimbise zvawakaratidzwa; asi vachaparadzwa. Viz kapitola |