Online Bible

- Reklamy -

Danieri 10:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 “Asi ini ndichakutaurira zvakanyorwa mubhuku rechokwadi. Hakuna kana mumwe angabatsire ari kudivi kwangu kusiya Mikaeri muchinda wokwenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Asi ndicakuʋudza ɀakanyorwa murugwaro rwaɀokwaɗi; asi hakuna‐unoɀisimbisa kundorwa naʋaʋa pamŋe cete neni, asi Mikaeri mucinda wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Asi ndichakuudza zvakanyorwa murugwaro rwechokwadi; asi hakuna anozvisimbisa kundorwa navava pamwechete neni, asi Mikaeri muchinda wenyu.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 “Asi ini ndichakutaurira zvakanyorwa mubhuku rechokwadi. Hakuna kana mumwe angabatsire ari kudivi kwangu kusiya Mikaeri muchinda wokwenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 asi chokutanga ndichakuudza zvakanyorwa muBhuku reZvokwadi. Hakuna anonditsigira kundorwa navo kunze kwaMikaeri, muchinda wako.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

21 Asi ndichakuudza zvakanyorwa murugwaro rwechokwadi; asi hakuna anozvisimbisa kundorwa navava pamwechete neni, asi Mikaeri muchinda wenyu.’

Viz kapitola kopírovat

Danieri 10:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy