Danieri 10:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Paakanditaurira saizvozvi, ndakabva ndati uso pasi tsikitsiki ndokushaya kana neromuromo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino wakati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi neciso caŋgu, ndikashaiwa shoko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Zvino akati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi nechiso changu, ndikashayiwa shoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Paakanditaurira saizvozvi, ndakabva ndati uso pasi tsikitsiki ndokushaya kana neromuromo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Achiri kutaura izvi kwandiri, ndakakotama ndakatsikitsira pasi ndikashaya chokutaura. Viz kapitolaShona BIBLE15 “Zvino akati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi nechiso changu, ndikashayiwa shoko. Viz kapitola |