Online Bible

- Reklamy -

Danieri 10:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi muchinda wenyika yePezhia aipikisana neni kwamazuva makumi maviri nerimwechete. Asi Mikaeri mumwe wamachinda makuru akauya kuzondibatsira naizvozvo ndamusiya ikoko nomuchinda wenyika yePezhia.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi mucinda woʋushe bgaʋaPersia wakandidziʋisa mazuʋa anamakumi maʋiri nerimŋe; asi tarira, Mikaeri, mumŋe wamacinda makuru, wakaʋuya kuzondiɓatsira, ndikasara’ko kunamadzimambo aʋaPersia.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi muchinda woushe hwavaPeresia akandidzivisa mazuva ana makumi maviri nerimwe; asi tarira, Mikaeri, mumwe wamachinda makuru, akauya kuzondibatsira, ndikasarako kuna madzimambo avaPeresia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi muchinda wenyika yePezhia aipikisana neni kwamazuva makumi maviri nerimwechete. Asi Mikaeri mumwe wamachinda makuru akauya kuzondibatsira naizvozvo ndamusiya ikoko nomuchinda wenyika yePezhia.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Asi muchinda woumambo hwavaPezhia akandidzivisa mazuva makumi maviri nerimwe apfuura. Ipapo Mikaeri, mumwe mukuru wamachinda, akauya kuzondibatsira, nokuti ndakanga ndakavharidzirwa ikoko namambo wavaPezhia.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

13 Asi muchinda woushe hwavaPeresia akandidzivisa mazuva ana makumi maviri nerimwe; asi tarira, Mikaeri, mumwe wamachinda makuru, akauya kuzondibatsira, ndikasarako kuna madzimambo avaPeresia.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 10:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy